Ipapo Isaka ɓaɓa ʋake, akapindura, akati kwaari:
Tarira, ʋugaro bgako ʋucaʋa kure namafuta enyika,
Kure neɗoʋa rokuɗeŋga rinobva kumsoro;
Ucararama nomunondo wako, ucashumira munuŋuna wako;
Ucati kana woɀimutsa iwe,
Ucavuna joko rake ribve pamutsipa wako.