1
ƲaGaratia 4:6-7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ɀamuri ʋanakomana, Mŋari wakatuma Mŋeya woMŋanakomana wake mumŋoyo meɗu, unoɗana, aciti: Aba, Ƃaɓa! Saka iwe hauciri muranda, asi mŋanakomana; kana waʋa mŋanakomana, waʋa mudyi wenhaka naMŋari.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
ƲaGaratia 4:4-5
ɀino ŋguʋa yakati yazara kwaɀo, Mŋari akatuma Mŋanakomana wake, wakaɓerekwa nomukadzi, wakaɓerekwa pasi pomurairo, kuti adzikinure ʋari pasi pomurairo, kuti tipiwe ʋumŋana bgeɗu.
3
ƲaGaratia 4:9
asi ɀino, ɀamunoziʋa Mŋari, ɀikuru ɀamunozikanwa naMŋari, modzokera ɀe seiko kuneɀokuʋamba ɀisinesimba, ɀoʋurombo, muciɗa ɀe kutaŋga kuʋa ʋaranda ʋaɀo?
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo