1
Ezra 3:11
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakateŋgezana ʋaciimba, ʋacirumbidza nokuʋoŋga Jehova, ʋaciti: Nokuti wakanaka, nokuti nyasha dzake hadziperi kunaIsraeri. Ʋanhu ʋose ʋakapururudza nokupururudza kukuru pakurumbidza kwaʋo Jehova; nokuti nheyo dzeimba yaJehova dzakaŋga dzateyiwa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ezra 3:12
Asi ʋazhinji ʋaʋaprista naʋaRevi, naʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa, ʋaya ʋatana ʋakaŋga ʋaʋona imba yokutaŋga, ʋakacema kwaɀo ʋaciʋona nheyo dzeimba iyi dziciteyiwa; ʋazhinji ʋakapururudza nomufaro
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo