1
Ezekieri 38:23
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndicaɀikurisa, nokuɀiita mutȿene, nokuɀiziʋisa pamberi pamarudzi mazhinji; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ezekieri 38:2-3
Mŋanakomana womunhu, rinzira ciso cako kunaGogi, wenyika yaMagogi, mucinda waRoshi naMesheki naTubari, uprofite pamsoro pake, uti: Ɀanzi naShe Jehova: Tarira ndinemhaka newe, iwe Gogi, mucinda waRoshi naMesheki naTubari
3
Ezekieri 38:16
ucaʋuya kuzorwa naʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri, wakaita segore rinofukidza nyika; ɀino namazuʋa okupedzisira ndicakuʋuyisa kuti urwe nenyika yaŋgu, kuti marudzi andiziʋe, kana ndaitwa mutȿene pakati pako, iwe Gogi, iʋo ʋaciɀiʋona.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo