1
Ezekieri 13:3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naShe Jehova: Ʋanenhamo ʋaprofita mapenzi, ʋanoteʋera mŋeya yaʋo, ʋasina‐caʋakaʋona.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ezekieri 13:6
Ʋakaʋona ɀinonyeŋgera nokuʋuka kwenhema, iʋo ʋanoti: Jehova unoti! Asi Jehova haana‐kuʋatuma, ɀino ʋakati shoko raʋo ricasimbiswa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo