1
Ezekieri 11:19
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋapa mŋoyo mumŋe, nokuisa mŋeya mutȿa mukati menyu; ndicabvisa mŋoyo webge munyama yaʋo, ndokuʋapa mŋoyo wenyama
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ezekieri 11:20
kuti ʋafambe nemitemo yaŋgu, ʋaceŋgete ɀandakaraira nokuɀiita; iʋo ʋacaʋa ʋanhu ʋaŋgu, neni ndicaʋa Mŋari waʋo.
3
Ezekieri 11:17
naiɀoɀo uti: Ɀanzi naShe Jehova: Ndicakuʋuŋganidzai mubve pakati pamarudzi, ndicakukokerai mubve panyika kwamakaparadzirwa, ndigokupai nyika yaIsraeri.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo