1
Eksodo 35:30-31
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akati kuʋana ʋaIsraeri: Tarirai, Jehova wakaɗana nezita rake Bezareri, mŋanakomana waUri, mŋanakomana waHuri, worudzi rwaJuda, akamuzadza noMŋeya waMŋari aʋe nokucenjera, nokunzwisisa, nokuziʋa kwose, nokugona marudzi ose amaɓasa
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Eksodo 35:35
Akaʋazadza nokucenjera kwomŋoyo, kuti ʋagone kuɓata maɓasa ose omuʋezi wamabge, neemhizha, naaʋasoni ʋeɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nemiceka yakaiȿo‐naka, naaʋaruki ʋanoɓata maɓasa ose, naaʋose ʋanofuŋga mano amaɓasa oʋumhizha.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo