1
Eksodo 13:21-22
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akaʋatuŋgamirira masikati neshoŋgwe yegore rokuʋaperekedza panzira, ʋusiku neshoŋgwe yomŋoto yokuʋavenekera, kuti ʋafambe masikati noʋusiku Shoŋgwe yegore yakaŋga isiŋgabvi pamberi paʋanhu masikati, kana shoŋgwe yomŋoto ʋusiku.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Eksodo 13:17
Ɀino Farao wakati aregedza ʋanhu kuti ʋaende, Mŋari haana‐kuʋafambisa nenzira yapanyika yaʋaFiristia, kunyaŋge yaiʋa pedyo, nokuti Mŋari wakati: Ɀimŋe ʋanhu ʋaŋgaɀiɗemba, kana ʋaciʋona kurwa, ʋakadzokera Egipita
3
Eksodo 13:18
asi Mŋari wakapotesa ʋanhu nokure, nenzira yokurenje rapaGuŋgwa Dɀuku; ʋana ʋaIsraeri ʋakaɓuɗa panyika yeEgipita ʋakashoŋga nhumbi dzokurwa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo