1
Estere 1:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pamazuʋa aAhashveroshi, (ndiye Ahashveroshi waiɓata ʋushe kubva paIndia kuȿikira Etiopia, pamatiʋi enyika anezana namakumi maʋiri namanomŋe;)
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Estere 1:12
Asi ʋahosi Vashti ʋakaramba kuʋuya seɀaʋakaŋga ʋarairwa namambo nomuromo waʋaranda; ipapo mambo akatsamŋa kwaɀo, shuŋgu dzake dzikamuka mukati make.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo