1
Deuteronomio 7:9
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo uziʋe kuti Jehova Mŋari wako, ndiye Mŋari, Mŋari wakatendeka, unosimbisa suŋgano yake nenyasha dzake kunaʋanomuɗa, ʋanoceŋgeta mirairo yake kusikira kumarudzi anecuru camazana
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Deuteronomio 7:6
Nokuti uri rudzi rutȿene kunaJehova Mŋari wako; Jehova Mŋari wako wakakutsaura kuti uʋe rudzi rwake cairwo pakati pendudzi dzose dziri panyika dzose.
3
Deuteronomio 7:8
Asi nokuti Jehova unokuɗai, ʋuye nokuti wakaŋga aciɗa kusimbisa kupika kwaakapikira madziɓaɓa enyu, nokuɗa kwaiɀoɀo Jehova wakakuɓuɗisai necanza cinesimba, akakudzikinurai paimba yoʋuranda paruʋoko rwaFarao, mambo weEgipita.
4
Deuteronomio 7:7
Jehova haana‐kukuɗai, kana kukutsaurai, nokuti makaŋga makapfuʋura dzimŋe ndudzi nokuwanda; nokuti imi makaŋga muri ʋashoma kundudzi dzose.
5
Deuteronomio 7:14
Ucaropafadzwa iwe kupfuʋura dzimŋe ndudzi dzose; hapaŋgaʋi pakati penyu murume kana mukadzi usiŋgaɓereki, kana pakati peɀipfuwo ɀenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo