1
Deuteronomio 32:4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye ndiro ɗombo, ɓasa rake rakakwana; Nokuti nzira dzake dzose dzakarurama. Ndiye Mŋari wakatendeka, usiŋganyeŋgeri, Wakarurama, ndowaɀokwaɗi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Deuteronomio 32:39
Tarirai ɀino, muʋone kuti ndini iye, Hakunomumŋe mŋari pamŋe cete neni; Ini ndinoʋuraya, ini ndinoraramisa; Ini ndakakuʋadza, ini ndinoporesa; Hakuna‐uŋgarwirwa paruʋoko rwaŋgu.
3
Deuteronomio 32:3
Nokuti ndicaparidza zita raJehova; Rumbidzai ʋukuru bgaMŋari weɗu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo