1
Deuteronomio 14:22
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Utsaure ɀakanaka ɀegumi ɀeɀiɓereko ɀose ɀembeu dzako, dzinobva mumunda mako gore rimŋe nerimŋe.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Deuteronomio 14:23
Unofanira kudya pamberi paJehova Mŋari wako, panɀimbo yaacatsaura kugarisa zita rake’po, ɀegumi ɀeɀiyo ɀako, neɀewaini yako, neɀamafuta ako, neɀaʋana ʋemhoŋgora dzeŋombe dzako nedzamakwai ako, kuti udzidze kutya Jehova Mŋari wako ŋguʋa dzose.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo