Ɀino ɀakanyorwa ndiɀeɀi: MENE, MENE, TEKERE, UFARSINI. Kuɗudzirwa kwecinhu ici, ndikoku: MENE, Mŋari wakaʋereŋga mazuʋa oʋushe bgenyu, akaʋugumisa. TEKERI, iwe wayerwa paciyero, ukawanikwa wakareruka. PERESI, ʋushe bgako bgakamurwa, bgapiwa ʋaMedia naʋaPersia.