1
ƲaKorose 4:6
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutaura kwenyu ŋgakuʋe nenyasha ŋguʋa dzose, kwakaruŋgwa nomunyu, kuti muziʋe kupindura mumŋe nomumŋe seɀamunofanira kuita.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
ƲaKorose 4:2
Tsuŋgirirai pakunyeŋgetera, murinde pakuri nokuʋoŋga
3
ƲaKorose 4:5
Fambai nokucenjera kunaʋari kunze, muciŋgwarira ŋguʋa yenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo