1
Maɓasa Aʋaapostora 6:3-4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Ɀino hama dzaŋgu, sanaŋgurai pakati penyu ʋarume ʋanomŋe, ʋanopupurirwa ɀakanaka, ʋazere noMŋeya noʋucenjeri, ʋatiŋgaisa paɓasa iri. Asi isu ticatsuŋgirira pakunyeŋgetera napaɓasa reshoko.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Maɓasa Aʋaapostora 6:7
Shoko raMŋari rikakura, ʋadzidzi ʋakawanda ɀikuru paJerusarema; naʋaprista ʋazhinji ʋakagamucira kutenda.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo