1
Maɓasa Aʋaapostora 13:2-3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋacishumira Ishe, nokuɀinyima ɀokudya, Mŋeya Mutȿene akati: Nditsaurirei Barnabasi naSauro kuɓate‐ɓasa randakaʋaɗanira. Ipapo ʋakaɀinyima ɀokudya, ʋakanyeŋgetera, ʋakaisa maʋoko pamsoro paʋo, ndokuʋaendisa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Maɓasa Aʋaapostora 13:39
Noyuyu, mumŋe nomumŋe unotenda, unoruramiswa paɀose, ɀamakaŋga musiŋgagoni kururamiswa paɀiri nomurairo waMosesi.
3
Maɓasa Aʋaapostora 13:47
Nokuti Ishe wakatiraira saiɀoɀo, aciti: Ndakakuisa kuti uʋe ciedza caʋahedeni, Kuti uʋe ruponeso kuȿikira kumugumo wenyika.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo