Mŋari waIsraeri wakataura,
Ƌombo raIsraeri rakataura neni,
rikati:
Mumŋe ucaʋa’po, ucaɓata ʋanhu ɀakarurama,
Ucaɓata ʋushe acitya Mŋari;
Ucaʋa seciedza camaŋgwanani,
kana zuʋa roɓuɗa,
Samaŋgwanani kana kusinamakore.
Kana ɓumhudza riciɓuɗa pavu
Kana mushana woɓuɗa mvura yapera kunaya.