1
II Madzimambo 7:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Erisha akati: Inzwai shoko raJehova: Ɀanzi naJehova: Maŋgwana neŋguʋa ino, ciyero cimŋe coʋupfu bgakatsetseka cicateŋgeswa neshekeri rimŋe, neɀiyero ɀiʋiri ɀebari neshekeri rimŋe pasuʋo reSamaria.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
II Madzimambo 7:3
Ɀino kwakaŋga kunaʋarume ʋanna ʋaiʋa namaperembudzi kunze kwesuʋo; iʋo ʋakataurirana, ʋakati: Tinogarireiko pano kuȿikira tafa?
3
II Madzimambo 7:2
Ɀino mukuru uyo, mambo waakaŋga akasendama paruʋoko rwake, akapindura munhu waMŋari, akati: Tarirai, kunyaŋge Jehova akaita mawindi kuɗeŋga, cinhu ici ciŋgaitika here? Erisha akati: Tarira, ucaɀiʋona nameso ako, asi hauŋgaɀidyi.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo