1
I Johane 2:15-16
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musaɗa nyika kunyaŋge neɀinhu ɀiri munyika. Kana munhu aciɗa nyika, ruɗo rwaƂaɓa haruzi maari. Nokuti ɀose ɀiri munyika, ɀinoti, kuciʋa kwenyama, nokuciʋa kwameso, nokuɀikudza kwoʋupenyu, haɀibvi kunaƂaɓa, asi panyika.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
I Johane 2:17
Nyika inopfuʋura nokuciʋa kwayo; asi unoita kuɗa kwaMŋari, unogara nokusiŋgaperi.
3
I Johane 2:6
uyo, unoti, ndinogara maari, unofanira kufamba ʋo seɀaakafamba iye.
4
I Johane 2:1
Ʋana ʋangu ʋaɗuku, ndinokunyorerai ɀinhu iɀi, kuti, murege kutadza. Kana munhu acitadza, tinoMureʋereri kunaƂaɓa, iye Jesu Kristu wakarurama
5
I Johane 2:4
Uyo, unoti, ndinomuziʋa, asiŋgaceŋgeti mirairo yake, mureʋi wenhema, ɀokwaɗi haizi maari
6
I Johane 2:3
Ndiɀo ɀinotiziʋisa kuti tinomuziʋa, kana ticiceŋgeta mirairo yake.
7
I Johane 2:9
Uyo, unoti, ndiri muciedza, aciʋeŋga hama yake, uciri murima kuȿikira ɀino.
8
I Johane 2:22
Ndianiko mureʋi wenhema, kana asati ari iye unoramba kuti Jesu ndiye Kristu? Ndiye antikristu, unoramba Ƃaɓa noMŋanakomana.
9
I Johane 2:23
Aninani unoramba Mŋanakomana, naiye haanaƂaɓa ʋo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo