Ko hamuziʋi kuti ʋasakarurama haʋaŋgagari nhaka yoʋushe bgaMŋari here? Musarashika; nokuti mhombge, kana ʋanonamata ɀifananidzo, kana ʋanofeʋa, kana ʋakapata, kana ʋanoita ɀakaipa naʋarume, kana mbava, kana ʋanoruciʋa, kana ʋanosinwa ɗoro, kana ʋatuki, kana makororo, haʋaŋgagari nhaka yoʋushe bgaMŋari.