1
I ƲaKorinte 2:9
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Iɀo ɀisina‐kuʋonekwa neziso, kana kunzwika nenzeʋe, Neɀisina‐kupinda mumŋoyo womunhu, Ndiɀo Mŋari ɀaakagadzirira ʋanomuɗa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
I ƲaKorinte 2:14
Ɀino munhu seɀaakaɓerekwa haagamuciri ɀinhu ɀoMŋeya waMŋari; nokuti ʋupenzi kwaari; haaɀinzwisisi, nokuti ɀinonzwisiswa noMŋeya.
3
I ƲaKorinte 2:10
Nokuti Mŋari wakaɀiratidza iɀo kwatiri isu noMŋeya; nokuti Mŋeya unonɀera ɀose, neɀakadzika ɀaMŋari.
4
I ƲaKorinte 2:12
Ɀino isu hatina‐kugamucira mŋeya wenyika, asi Mŋeya unobva kunaMŋari; kuti tiziʋe iɀo ɀatakaŋgopiwa heɗu naMŋari.
5
I ƲaKorinte 2:4-5
neshoko raŋgu nokuparidza kwaŋgu haɀizaiʋa namashoko okugombedzera oʋucenjeri; asi nokuratidza kwoMŋeya nokwesimba; kuti kutenda kwenyu kurege kuʋa muʋucenjeri bgaʋanhu, asi musimba raMŋari.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo