Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaRoma 12:2
![Hunhu weuMwari](/_next/image?url=https%3A%2F%2F%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F53705%2F640x360.jpg&w=1920&q=75)
Hunhu weuMwari
3 Mazuva
Kuva nehunhu wehuMwari atizviite toga kana kuti kubhadharwa nekuda kwemabasa. Izvi zvinoitwa bedzi naMwari paanenge achitishanda kubva mumunhu wemukati. Iyi dzidziso yeunhu haichanyanyotaurwa nezvayo asi ine zvainoita zvakawanda muchiKristu chedu. Jesu akava muenzaniso wehupenyu uhu akakwanisa kuita kuti utapukire muvadzidzi. Izvi zvakaonekwa paakaenda kudenga kuti vanhu vakazoti vachiona vadzidzi vakavatumidza kuti ma Kristu nekuti vaiona unhu waKristu mavari. Chidzidzo chino chichabata nyaya iyi kwete muhudzamu hwayo.
![Hunhu weuMwari](/_next/image?url=https%3A%2F%2F%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F54255%2F640x360.jpg&w=1920&q=75)
Hunhu weuMwari
3 Mazuva
Kuva nehunhu wehuMwari atizviite toga kana kuti kubhadharwa nekuda kwemabasa. Izvi zvinoitwa bedzi naMwari paanenge achitishanda kubva mumunhu wemukati. Iyi dzidziso yeunhu haichanyanyotaurwa nezvayo asi ine zvainoita zvakawanda muchiKristu chedu. Jesu akava muenzaniso wehupenyu uhu akakwanisa kuita kuti utapukire muvadzidzi. Izvi zvakaonekwa paakaenda kudenga kuti vanhu vakazoti vachiona vadzidzi vakavatumidza kuti ma Kristu nekuti vaiona unhu waKristu mavari. Chidzidzo chino chichabata nyaya iyi kwete muhudzamu hwayo.
![Zvibayiro Zvipenyu Kuna Mwari](/_next/image?url=https%3A%2F%2F%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F54344%2F640x360.jpg&w=1920&q=75)
Zvibayiro Zvipenyu Kuna Mwari
3 Mazuva
VaRoma chitsauko 12 inotipa rugwaro runotaura nezvekurarama kwemukristu. Inokurudzira kushandurwa kwemunhu pakupiwa mufungo mutsva unobatsira kushandura raramo yemunhu. Inosimbisisa kukosha kwezvipo zvemweya nebasa ringaitwa nemumwe nemumwe mumuviri waKristu. Pamusoro pazvose, inosimudzira kukosha kwerudo, rudo runokomborera kunyange munguva yekutambudzwa, ruchitsvaga runyararo nerugare.