Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neZvakazarurwa 11
Zvakazarurwa
Mazuva gumi nerimwe
Chirongwa ichi chichakuendesa mubhuku raZvakazarurwa huye chakanakira kuti unogona kudzidza wega kana nevamwe vako
Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Mbudzi)
Mazuva makumi matatu
Chidimbu chegumi neimwe chezvidimbu gumi nembiri, chirongwa ichi chinotungamira misha kufamba neBhaibheri rese mumazuva mazana matatu nemakumi nhanhatu neshanu. Koka vamwe vabatanewo newe pese pawatanga chirongwa chitsva kutanga kwemwedzi wega-wega. Iyi mitserendende yezvirongwa inoshanda zvakanaka neBhaibheri rekuverengerwa-teerera munguva shoma inosvika mamineti makumi nembiri pazuva! Chidimbu chega-chega chinosanganisira zvitsauko zveTestamende Yekare neItsva, neMapisarema akaparadzirwa kwese. Chikamu chegumi neimwe chine mabhuku anoti Rwiyo Rukuru rwaSoromoni, Ezekieri, Hosea neZvakazarurwa.