← Zvirongwa
Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMapisarema 119:56
Kuteerera
Mavhiki Maviri
Jesu pachake akati chero zvake anomuda achateerera dzidziso yake. Hazvina mhosva kuti zvingatidhurire sei pachedu, kuteerera kwedu kune basa kuna Mwari."Kuteerera" chirongwa chekuverenga chichakufambisa nemumagwaro kuti uone kuti anoti kudii nenyaya yekuteerera: Tinochengetedza sei pfungwa dzekutendeka, basa rengoni, kuti kuteerera kunotisinungura sei nekutiropafadza muhupenyu hwedu, nezvimwe zvakawanda.