Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMako 5

Mako
Mazuva 8
Hurongwa uhwu huchakutungamira kubudikidza neVhangeri raMako kubva pakutanga kusvika pakuguma.

Evhangeri yaMako
16 Mazuva
Mako akanga ari chapupu chakaona zvishamiso zvaJesu, dzidziso, rufu, uye kumuka kwake, uye vhangeri rake rizere nezviitiko, rinomhanya-mhanya richiburitsa pachena simba guru raJesu kune avo vakamupoteredza. Ziva simba uye basa rouMwari raJesu, Mwanakomana waMwari naMesiya, kuburikidza nechirongwa chekuverenga chezuva nezuva chiri muchitsauko chino chakagadzirwa neYouVersion.

Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Chikunguru)
Mazuva makumi matatu rerimwe
Chidimbu chenomwe chezvidimbu gumi nembiri, chirongwa ichi chinotungamira misha kufamba neBhaibheri rese mumazuva mazana matatu nemakumi nhanhatu neshanu. Koka vamwe vabatanewo newe pese pawatanga chirongwa chitsva kutanga kwemwedzi wega-wega. Iyi mitserendende yezvirongwa inoshanda zvakanaka neBhaibheri rekuverengerwa-teerera munguva shoma inosvika mamineti makumi nembiri pazuva! Chidimbu chega-chega chinosanganisira zvitsauko zveTestamende Yekare neItsva, neMapisarema akaparadzirwa kwese. Chikamu chenomwe chine mabhuku anoti 2 Samueri, 1 Madzimambo, 2 Madzimambo ne Mako.