← Zvirongwa
Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMako 3

Mako
Mazuva 8
Hurongwa uhwu huchakutungamira kubudikidza neVhangeri raMako kubva pakutanga kusvika pakuguma.

Evhangeri yaMako
16 Mazuva
Mako akanga ari chapupu chakaona zvishamiso zvaJesu, dzidziso, rufu, uye kumuka kwake, uye vhangeri rake rizere nezviitiko, rinomhanya-mhanya richiburitsa pachena simba guru raJesu kune avo vakamupoteredza. Ziva simba uye basa rouMwari raJesu, Mwanakomana waMwari naMesiya, kuburikidza nechirongwa chekuverenga chezuva nezuva chiri muchitsauko chino chakagadzirwa neYouVersion.