← Zvirongwa
Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 3
![Johani](/_next/image?url=https%3A%2F%2F%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F88%2F640x360.jpg&w=1920&q=75)
Johani
Mazuva 10
Chirongwa ichi chichakutungamira kubudikidza neVhangeri raJohani kubva pakutanga kusvika pakuguma.
![Evhangeri yaJohwani](/_next/image?url=https%3A%2F%2F%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F48139%2F640x360.jpg&w=1920&q=75)
Evhangeri yaJohwani
21 Mazuva
Muchirongwa chechitsauko chino chezuva nezuva, uchasangana naMwari Samasimba – Musiki wezvose – muchimiro chemunhu, akazvarwa kuti aunze ruponeso kumunhu wese, kwese kwese. Johwani anorondedzera zvishamiso, dzidziso, uye kusangana kwemazuva ose kweshamwari yake yepedyo neMuponesi, Jesu. Unokokwa kuti utevere Jesu zvakare, uye ugamuchire chipo Chake chehupenyu husingaperi. Chirongwa chino chakagadzirwa neYouVersion.