← Zvirongwa
Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 17:17
Minamato yaJesu
Mazuva mashanu
Makoshero anoita kukurukurirana muhukama hwedu sevanhu, ndiwo makoshero ehurukoro dzedu naMwari. Mwari vanoshuvira kuti titaure navo muminyengetero-nyangwe mwanakomana wavo Jesu ayiita chirango chekunyengetera. Muhurongwa uhu, uchadzidza kubva kumuenzaniso waJesu, uye uchadenwa kuti ubude muchijairire kuitira kuti ugozvinzwira simba nenhungamiro inobva pamunyengetero.