Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 15:17
Nemhaka yei Mwari vachindida?
Mazuva mashanu
Mivhunzo: Kana zvine chekuita naMwari, tese tinayo. Kunyanya netsika yedu yekuda kufananidza nekuyenzanisa, umwe muvhunzo watinonyanya kuzvivhunza ndewekuti, "Sei Mwari achindida?" Kana kuti, "Chii chinoita kuti andide?" Mukufamba kwechirongwa chino, uchasangana nendima 26 dzemuBhaibheri—imwe neimwe ichitaura nezverudo raMwari rwusingashanduki pamusoro pako.
Kuteerera
Mavhiki Maviri
Jesu pachake akati chero zvake anomuda achateerera dzidziso yake. Hazvina mhosva kuti zvingatidhurire sei pachedu, kuteerera kwedu kune basa kuna Mwari."Kuteerera" chirongwa chekuverenga chichakufambisa nemumagwaro kuti uone kuti anoti kudii nenyaya yekuteerera: Tinochengetedza sei pfungwa dzekutendeka, basa rengoni, kuti kuteerera kunotisinungura sei nekutiropafadza muhupenyu hwedu, nezvimwe zvakawanda.