Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 15:15
Chiwanikwa: Nhoroondo yaMwari kubva kumavambo kusvika panaKristu
13 Mazuva
Bhaibheri irondedzero yaMwari maererano nemarudzi evanhu - Asi mumabhuku makumi matanhatu nematanhatu, nemazwi akawanda evatauri munguva dzakasiyana, hazvisi nyore kukuvanidza nyaya iyi kuva chinhu chimwe. Mwari vari kumboti kudini? Muchidzidzo chiri pano uchatevera ndima dzakakosha gumi nenhatu kubvira pakusikwa kwazvose dzamara kuna Kristu, tichivhendenyura rudingindira rwenhoroondo dzemubhaibheri. Waranura kudonha kwakaita rudzi rwemunhu, nekuvarira kwaMwari kudzosa kuyanana.
Kuteerera
Mavhiki Maviri
Jesu pachake akati chero zvake anomuda achateerera dzidziso yake. Hazvina mhosva kuti zvingatidhurire sei pachedu, kuteerera kwedu kune basa kuna Mwari."Kuteerera" chirongwa chekuverenga chichakufambisa nemumagwaro kuti uone kuti anoti kudii nenyaya yekuteerera: Tinochengetedza sei pfungwa dzekutendeka, basa rengoni, kuti kuteerera kunotisinungura sei nekutiropafadza muhupenyu hwedu, nezvimwe zvakawanda.