Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaHebheru 10:25
Kudya Kwevanosuwa: Tariro Panguva Yezororo
Mazuva mashanu
Kune vakawanda vedu, nguva yezororo inguva ine mufaro wakakura kwazvo... asi chii chingaitike kana mazuva ezororo asisina kufara nekupenya kwawo ova mazuva anorwadza nekuda kwekuchema kukuru kana kurasikirwa? Hurongwa hwakasarudzika hwekuverenga uhwu uchabetsera avo varipakati pekuchema kuti vawane kunyaradzwa neruvimbo pamakuva ezororo, uye huchibetsera nemazano ekugadzira mazuva ekuzorora ane chiremera kunyangwe panguva dzokuchema nokurasikirwa.
Kutenda
Mazuva gumi nemaviri
Kuona kutenda here? Kana kutenda kuona here? Iyi mibvunzo yekutenda.Chirongwa ichi chinokupai chidzidzo chekutenda chakadzika - kubva muTestamende yekare nyaya dzevanhu vemachokwadi avo vakaratidza kuve nehushingu mukutenda kwavo panguva dzakange dzakaomesesa mumamiriro edzidziso dzaJesu panyaya iyi.Nokuverenga kwako,uchakurudzirwa kuti udzikise hukama hwako naMwari uye kuti uzove munhu akatendeka chaizvo anotevera Jesu.