Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne2 Petro 2

Petro
Mazuva Mana
Hurongwa uhwu hunokufambisa nemuna 1 na 2 Petro uye hwakanaka kuhudzidza uri woga kana kuti sechikwata.

Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Zvita)
Mazuva makumi matatu nerimwe
Chidimbu chegumi nembiri chezvidimbu gumi nembiri, chirongwa ichi chinotungamira misha kufamba neBhaibheri rese mumazuva mazana matatu nemakumi nhanhatu neshanu. Koka vamwe vabatanewo newe pese pawatanga chirongwa chitsva kutanga kwemwedzi wega-wega. Iyi mitserendende yezvirongwa inoshanda zvakanaka neBhaibheri rekuverengerwa-teerera munguva shoma inosvika mamineti makumi nembiri pazuva! Chidimbu chega-chega chinosanganisira zvitsauko zveTestamende Yekare neItsva, neMapisarema akaparadzirwa kwese. Chikamu chegumi nembiri chine mabhuku anoti Isaya, Mika, 1 Petro, 2 Petro, 1 Johani, 2 Johani, 3 Johani naJudha.