Mavambo 15:13

Mavambo 15:13 SCLB

Ipapo Tenzi akati kuna Abhuramu “Ndinoda kuti unyatsoziva izvi zvokuti, vana vako vachava vatorwa munyika isiri yavo. Ikoko vachange vari varanda vachibatwa zvakaipa kwamazana mana amakore.

Read Mavambo 15

මෙයට අදාළ වීඩියෝ