1
Johane 14:27
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinokusiyirai rugare; ndinokupai rugare rwaŋgu; handikupiyi sokupa kwenyika. Mŋoyo yenyu irege kumanikidzwa, irege kutya.
සසඳන්න
Johane 14:27 ගවේෂණය කරන්න
2
Johane 14:6
Jesu akati kwaari: Ndini nzira, neɀokwaɗi, noʋupenyu; hapanomunhu unoʋuya kunaƂaɓa, asi nokwandiri.
Johane 14:6 ගවේෂණය කරන්න
3
Johane 14:1
Mŋoyo yenyu irege kumanikidzwa; tendai kunaMŋari, mutende ʋo kwandiri.
Johane 14:1 ගවේෂණය කරන්න
4
Johane 14:26
Asi Munyaradzi, Mŋeya Mutȿene, ucatumŋa naƂaɓa muzita raŋgu, iye ucakudzidzisai ɀose, nokukuyeʋudzirai ɀose, ɀandakareʋa kwamuri.
Johane 14:26 ගවේෂණය කරන්න
5
Johane 14:21
Unemirairo yaŋgu, akaiceŋgeta, ndiye unondiɗa; unondiɗa ucaɗikanwa naƂaɓa ʋaŋgu; neni ndicamuɗa ʋo, ndicaɀiratidza kwaari.
Johane 14:21 ගවේෂණය කරන්න
6
Johane 14:16-17
Neni ndicakumbira Ƃaɓa, ʋacakupai mumŋe Munyaradzi, kuti agare nemi nokusiŋgaperi; ndiye Mŋeya waɀokwaɗi; nyika haigoni kumugamucira, nokuti haimuʋoni, kana kumuziʋa; imi munomuziʋa, nokuti ugere nemi, ucaʋa mukati menyu.
Johane 14:16-17 ගවේෂණය කරන්න
7
Johane 14:13-14
Cinhu cipi necipi camunokumbira muzita raŋgu, ndicaciita, kuti Ƃaɓa ʋakudzwe muMŋanakomana. Kana mucikumbira cinhu kwandiri muzita raŋgu, ndicaciita.
Johane 14:13-14 ගවේෂණය කරන්න
8
Johane 14:15
Kana mucindiɗa, mucaceŋgeta mirairo yaŋgu.
Johane 14:15 ගවේෂණය කරන්න
9
Johane 14:2
Mumba maƂaɓa ʋaŋgu munenɀimbo zhinji dzokugara; ɗai kusaiʋa kuɗaro, ndiŋgaɗai ndaikuʋudzai; nokuti ndinoenda kundokugadzirirai pokugara.
Johane 14:2 ගවේෂණය කරන්න
10
Johane 14:3
Kana ndaenda kundokugadzirirai pokugara, ndinozoʋuya ɀe, ndikugamucirei kwandiri; kuti apo pandiri, nemi mugoʋa’po ʋo.
Johane 14:3 ගවේෂණය කරන්න
11
Johane 14:5
Tomasi akati kwaari: Ishe, hatiziʋi pamunoenda; nzira tiŋgaiziʋa seiko?
Johane 14:5 ගවේෂණය කරන්න
නිවස
බයිබලය
සැලසුම්
වීඩියෝ