1
Johane 1:12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋose ʋakamugamucira, wakaʋapa simba kuti ʋaʋe ʋana ʋaMŋari, iʋaʋo ʋanotenda kuzita rake
සසඳන්න
Johane 1:12 ගවේෂණය කරන්න
2
Johane 1:1
Pakutaŋga Shoko rakaŋga riri’po, Shoko rakaŋga riri kunaMŋari, Shoko rakaŋga riri Mŋari.
Johane 1:1 ගවේෂණය කරන්න
3
Johane 1:5
Ciedza cinovenekera murima; asi rima harina‐kucikunda.
Johane 1:5 ගවේෂණය කරන්න
4
Johane 1:14
Shoko rakazoʋa nyama, rikagara pakati peɗu, (tikaʋona kubginya kwake, kubginya sokwowakaɓerekwa mumŋe cete waƂaɓa), azere nenyasha neɀokwaɗi.
Johane 1:14 ගවේෂණය කරන්න
5
Johane 1:3-4
Ɀinhu ɀose ɀakaitwa naye; kunze kwake hakuna‐kuitwa kunyaŋge cinhu cimŋe cakaitwa. Ʋupenyu bgaiʋa maari; ʋupenyu bgaiʋa ciedza caʋanhu.
Johane 1:3-4 ගවේෂණය කරන්න
6
Johane 1:29
Aʋa maŋgwana wakaʋona Jesu aciʋuya kwaari, akati: Tarirai, Gwaiana raMŋari, rinobvisa ɀiʋi ɀenyika.
Johane 1:29 ගවේෂණය කරන්න
7
Johane 1:10-11
Wakaŋga ari panyika, asi nyika haina‐kumuziʋa. Wakaʋuya kuneɀake, asi ʋanhu ʋake haʋana‐kumugamucira.
Johane 1:10-11 ගවේෂණය කරන්න
8
Johane 1:9
Ici caiʋa ciedza caɀokwaɗi, cinovenekera munhu mumŋe nomumŋe, pakuȿika kwaco panyika.
Johane 1:9 ගවේෂණය කරන්න
9
Johane 1:17
Nokuti murairo wakapiwa naMosesi, nyasha neɀokwaɗi ɀakaʋuya naJesu Kristu.
Johane 1:17 ගවේෂණය කරන්න
නිවස
බයිබලය
සැලසුම්
වීඩියෝ