1
Ruka 22:42
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
aciti: Ƃaɓa, kana muciɗa, bvisai mukombe uyu kwandiri! Asi kuɗa kwaŋgu kurege kuitwa, asi kwenyu.
Compare
Ruka 22:42ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
2
Ruka 22:32
asi ini ndakakukumbirira iwe, kuti kutenda kwako kurege kupera; iwe kana watendeʋuka, usimbise hama dzako.
Ruka 22:32ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
3
Ruka 22:19
Akatora ciŋgwa, akaʋoŋga, akameɗura, akaʋapa, aciti: Ici muʋiri waŋgu, unopiwemi; itai iɀi, mugondiraŋgarira.
Ruka 22:19ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
4
Ruka 22:20
Nokuɗaro ʋo, ʋapedza kurayira, akatora mukombe, akati: Mukombe uyu isuŋgano itȿa muropa raŋgu, rinoteʋurirwemi.
Ruka 22:20ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
5
Ruka 22:44
Ɀino, ari pakutambudzika kukuru, wakanyanya kunyeŋgetera; ziya rake rikaita samaɗonhwe eropa, akaɗonhera pasi.
Ruka 22:44ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
6
Ruka 22:26
Ɀino imi musaɗaro, asi mukuru kwamuri ŋgaaʋe somuɗuku, nomutuŋgamiri sounoshumira.
Ruka 22:26ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
7
Ruka 22:34
Akati: Petro, ndinoti kwauri: Nhasi, joŋgwe risati rarira, ucaramba katatu uciti haundiziʋi.
Ruka 22:34ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
Home
ਬਾਈਬਲ
Plans
ਵੀਡੀਓ