1
Ruka 16:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakatendeka paɀinhu ɀiɗuku‐ɗuku, wakatendeka ʋo paɀikuru; asi usakarurama paɀinhu ɀiɗuku‐ɗuku, haaŋgarurami ʋo paɀikuru.
Compare
Ruka 16:10ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
2
Ruka 16:13
Hakunomuranda uŋgagona kuɓatira ʋatenzi ʋaʋiri: nokuti ucaʋeŋga mumŋe, akaɗa mumŋe; kana ucanamatira mumŋe, akaɀidza mumŋe; hamuŋgaɓatiri Mŋari neFuma.
Ruka 16:13ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
3
Ruka 16:11-12
Naiɀoɀo kana musina‐kuʋa ʋakatendeka pafuma isakarurama, ndianiko ucakutendai nefuma yaɀokwaɗi? Kana musina‐kuʋa ʋakatendeka paɀinhu ɀomumŋe, ndianiko ucakupai ɀenyu?
Ruka 16:11-12ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
4
Ruka 16:31
Akati kwaari: Kana ʋasiŋganzwi Mosesi naʋaprofita, haʋaŋgatendiswi, kunyaŋge mumŋe akamuka kuʋakafa.
Ruka 16:31ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
5
Ruka 16:18
Mumŋe nomumŋe unorasha mukadzi wake, akawana mumŋe, unoita ʋupombge; ʋuye mumŋe nomumŋe unowana wakarashwa nomurume, unoita ʋupombge.
Ruka 16:18ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
Home
ਬਾਈਬਲ
Plans
ਵੀਡੀਓ