1
Genesi 15:6
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Iye akatenda Jehova, akamuti ndiko kururama kwake.
Compare
Genesi 15:6ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
2
Genesi 15:1
Shure kwaiɀoɀo shoko raJehova rakaȿika kunaAbrama paneɀaakaratidzwa, riciti: Usatya Abrama; ini ndiri nhoʋo yako nomuɓairo wako mukuru‐kuru.
Genesi 15:1ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
3
Genesi 15:5
Akamuɓuɗisa panze, akati: Ɀino tarira kuɗeŋga, uʋereŋge nyeredzi, kana ucigona kudziʋereŋga. Akati kwaari: Ndiɀo ɀicaita ʋana ʋako.
Genesi 15:5ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
4
Genesi 15:4
Ipapo shoko raJehova rakaȿika kwaari, rikati: Uyu haaŋgaʋi mudyi wenhaka yako; asi uyo, ucaɓuɗa paʋura bgako, ndiye ucaʋa mudyi wenhaka yako.
Genesi 15:4ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
5
Genesi 15:13
Akati kunaAbrama: Uziʋe kwaɀo kuti ʋana ʋako ʋacaʋa ʋatorwa munyika isati iri yaʋo: ʋacaʋa ʋaranda ʋaʋo; ʋacatambudzwa makore anamazana manna
Genesi 15:13ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
6
Genesi 15:2
Abrama akati: Ishe Jehova, mucandipeiko, ɀandofa haŋgu ndisinomŋana; ucaʋa mudyi wenhaka yeimba yaŋgu ndiEriezeri weDamasiko kanhi?
Genesi 15:2ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
7
Genesi 15:18
Nomusi iwoyo Jehova akaita suŋgano naAbrama, akati: Ʋana ʋako ndaʋapa nyika iyi, kubva parwizi rweEgipita kuȿikira kurwizi rukuru, runonzi Yufratesi
Genesi 15:18ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
8
Genesi 15:16
Rudzi rwecinna rucadzokera pano, nokuti kusarurama kwaʋaAmori kucigere kuzara.
Genesi 15:16ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
Home
ਬਾਈਬਲ
Plans
ਵੀਡੀਓ