1
Genesi 12:2-3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicakuita rudzi rukuru, ndicakuropafadza, ndicakudza zita rako, iwe uropafadze ʋamŋe. Ndicaropafadza iʋo ʋanokuropafadza; unokutuka, ndicamutuka ʋo; marudzi ose enyika acaropafadzwa mauri.
Compare
Genesi 12:2-3ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
2
Genesi 12:1
Ɀino Jehova wakati kunaAbrama: Ibva panyika yako, nokuhama dzako, nokuimba yaɓaɓa ʋako, uende kunyika yandicakuratidza iyo
Genesi 12:1ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
3
Genesi 12:4
Naiɀoɀo Abrama wakaenda seɀaakaʋudzwa naJehova; naRoti wakaenda naye. Abrama wakaŋga anamakore anamakumi manomŋe namashanu pakubva kwake Harani.
Genesi 12:4ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
4
Genesi 12:7
Ɀino Jehova wakaɀiratidza kunaAbrama, akati: Ndicapa ʋana ʋako nyika iyi; akaʋakira Jehova artari ipapo, iye wakaŋga aɀiratidza kwaari.
Genesi 12:7ਪੜਚੋਲ ਕਰੋ
Home
ਬਾਈਬਲ
Plans
ਵੀਡੀਓ