Mavambo 4:9

Mavambo 4:9 SCLBD

Mwari akazobvunza Kaini achiti, “Ko munun'una wako, Abhero aripiko?” Kaini akati, “Handizivi. Ko ndini muchengeti womunun'una wangu here?”

Video voor Mavambo 4:9

Gratis leesplannen en overdenkingen die te maken hebben met Mavambo 4:9