Genesi 35:11-12
Genesi 35:11-12 SNA2002
Zvino Mwari akati kwaari, “Ndini Mwari waMasimbaose; bereka vana, uwande; rudzi neboka rendudzi zvichabuda kwauri, namadzishe achabuda pachiuno chako; nyika yandakapa Abhurahamu naIsaka, ndichakupa iyoyo; vana vako vanokutevera ndichavapa nyika iyoyo.”