Genesi 22:15-16
Genesi 22:15-16 SUB1949
Ipapo mutumŋa waJehova wakaɗana Abrahama rwecipiri, ari kuɗeŋga, akati: Ɀanzi naJehova: Ndakapika neni ndimene, ndiciti: Ɀawaita iɀoɀo, ukasandinyima mŋanakomana wako mumŋe cete