1
Genesi 13:15
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti nyika yose yaunoʋona, ndicaipa iwe naʋana ʋako nokusiŋgaperi.
Харьцуулах
Genesi 13:15 г судлах
2
Genesi 13:14
Ɀino Roti wakati aparadzana naye, Jehova akati kunaAbrama: Simudza hako meso ako ipapo paugere, utarire kurutiʋi rwokumsoro, norwenyasi, norwokumabvazuʋa, norwokumaʋirira
Genesi 13:14 г судлах
3
Genesi 13:16
Ndicaita ʋana ʋako seguruʋa renyika; kuti kana kunomunhu unogona kuʋereŋga guruʋa renyika, naʋana ʋako ʋaŋgaʋereŋgwa ʋo.
Genesi 13:16 г судлах
4
Genesi 13:8
Ipapo Abrama akati kunaRoti: Nharo ŋgadzirege kuʋa’po pakati paŋgu newe, napakati paʋafudzi ʋaŋgu naʋafudzi ʋako, nokuti tiri hama.
Genesi 13:8 г судлах
5
Genesi 13:18
Ipapo Abrama wakabvisa tente rake, akandogara pamiti yemiouki yeMamre, iri paHebroni, akaʋakira’po Jehova artari.
Genesi 13:18 г судлах
6
Genesi 13:10
Roti akasimudzira meso ake, akaʋona ɓani rose reJoridani, kuti rakaŋga rinemvura pose, Jehova acigere kuparadza Sodoma neGomora; rakaŋga rakaita somunda waJehova, senyika yeEgipita, kana munhu acienda Zoari.
Genesi 13:10 г судлах
Нүүр хуудас
Библи
Тѳлѳвлѳгѳѳнүүд
Бичлэгүүд