Ruka 3:4-6
Ruka 3:4-6 SNA2002
sezvazvakanyorwa mubhuku yamashoko aIsaya muporofita, zvichinzi, “Izwi roanodana murenje, ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake. Mipata yose ichafusirwa, Makomo ose nezvikomo zvose zvichaderedzwa; Zvakakombama zvicharuramiswa, Pasikaenzana pachaitwa nzira dzakaenzaniswa; Munhu wose ichaona ruponeso rwaMwari.’ ”