Ruka 3:4-6

Ruka 3:4-6 SUB

sezvazvakanyorwa mubhuku yamashoko aIsaya muporofita, zvichinzi, “Izwi roanodana murenje, ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake. Mipata yose ichafusirwa, Makomo ose nezvikomo zvose zvichaderedzwa; Zvakakombama zvicharuramiswa, Pasakaenzana pachaitwa nzira dzakaenzaniswa; Munhu wose achaona ruponeso rwaMwari.’ ”

Ruka 3 ಓದಿ