Ruka 18:4-5
Ruka 18:4-5 SUB
Iye akamboramba nguva; asi pashure akati mumwoyo make, ‘Kunyangwe ndisingatyi Mwari, kana kuva nehanya nomunhu; iyi chirikadzi zvainonditambudza, ndichairuramisira, kuti irege kuzouya pashure indirove kumeso.’ ”