Mako 12:41-42

Mako 12:41-42 SNA2002

Zvino akanga agere akatarisana neimba yaichengeterwa upfumi hwetemberi akatarira vanhu vazhinji vachikanda mari muzibhokisi, vapfumi vazhinji vakanga vachikanda zvizhinji. Kukasvika chirikadzi, yaiva murombo, ikakanda tumari tuviri tuduku.

Mako 12 ಓದಿ