1
Ruka 23:34
Shona BIBLE
Ipapo Jesu akati, “Baba, muvakanganwire, nokuti havazivi chavanoita.” Vakagovana nguo dzake, vachikanda mijenya pamusoro padzo.
Compare
Explore Ruka 23:34
2
Ruka 23:43
Iye akati kwaari, “Zvirokwazvo, nhasi uchava neni muParadhiso.”
Explore Ruka 23:43
3
Ruka 23:42
Ipapo akati, “Jesu mundirangarire, kana masvika muushe hwenyu!”
Explore Ruka 23:42
4
Ruka 23:46
Zvino Jesu akadana nezwi guru, achiti, “Baba, ndinoisa mweya wangu pamaoko enyu!” Akati areva izvozvo, akabudisa mweya wake.
Explore Ruka 23:46
5
Ruka 23:33
Zvino vakati vasvika panzvimbo inonzi, “Dehenya,” vakamuroverapo navatadzi, mumwe kurudyi mumwe kuruboshwe.
Explore Ruka 23:33
6
Ruka 23:44-45
Zvino yakanga yava nguva inenge yechitanhatu; rima rikavapo panyika yose, kusvikira panguva yepfumbamwe. Zuva rikasviba; keteni retemberi rikabvaruka napakati.
Explore Ruka 23:44-45
7
Ruka 23:47
Ipapo mukuru wezana akati aona zvaitwa, akarumbidza Mwari achiti, “Zvirokwazvo, munhu uyu akanga akarurama.”
Explore Ruka 23:47
ಮುಖಪುಟ
ಬೈಬಲ್
ಯೋಜನೆಗಳು
ವೀಡಿಯೊಗಳು