1
Johani 9:4
Shona BIBLE
Ndinofanira kubata basa rowakandituma, achiri masikati; usiku hunouya, husingagoni munhu kubata basa nahwo.
ತಾಳೆಮಾಡಿ
Johani 9:4 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
2
Johani 9:5
Ndichiri panyika, ndiri chiedza chenyika.”
Johani 9:5 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
3
Johani 9:2-3
Vadzidzi vake vakamubvunza, vachiti, “Rabhi, ndianiko akatadza, uyu kana vabereki vake, zvaakaberekwa riri bofu?” Jesu akapindura, akati, “Uyu haana kutadza, kunyangwe navabereki vake; asi izvi zvakaitwa kuti mabasa aMwari aoneswe maari.
Johani 9:2-3 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
4
Johani 9:39
Jesu akati, “Kutonga ndiko kwandauyira panyika ino, kuti vasingaoni, vaone; navanoona vave mapofu.”
Johani 9:39 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
ಮುಖಪುಟ
ಬೈಬಲ್
ಯೋಜನೆಗಳು
ವೀಡಿಯೊಗಳು