1
Genesisi 37:5
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Josefa akarota hope, uye paakaudza madzikoma ake izvozvo, vakanyanya kumuvenga.
ತಾಳೆಮಾಡಿ
Genesisi 37:5 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
2
Genesisi 37:3
Zvino Israeri akanga achida Josefa kupfuura vamwe vavanakomana vake, nokuti akanga aberekwa panguva youtana hwake; uye akamuitira nguo yakaisvonaka.
Genesisi 37:3 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
3
Genesisi 37:4
Madzikoma ake akati aona kuti baba vavo vaimuda kupfuura ani zvake pakati pavo, vakamuvenga uye vakasagona kutaura naye mashoko akanaka.
Genesisi 37:4 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
4
Genesisi 37:9
Ipapo akarotazve dzimwe hope, uye akadzitaura kumadzikoma ake. Akati, “Inzwai, ndarota dzimwe hope, uye panguva iyi zuva nomwedzi nenyeredzi gumi neimwe zvanga zvichindipfugamira.”
Genesisi 37:9 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
5
Genesisi 37:11
Madzikoma ake akamuitira godo, asi baba vake vakazvichengeta mumwoyo mavo.
Genesisi 37:11 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
6
Genesisi 37:6-7
Akati kwavari, “Inzwai hope dzandakarota idzi: Takanga tichisunga zvisote zvezviyo kumunda onei pakarepo chisote changu chakasimuka chikamira chakati twi, asi zvisote zvenyu zvakaungana zvakapoteredza changu uye zvikakotama kwachiri.”
Genesisi 37:6-7 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
7
Genesisi 37:20
Uyai zvino timuuraye tigomukanda mune rimwe ramatsime aya tigoti akadyiwa nechikara. Ipapo tichazoona zvinobva pakurota kwake.”
Genesisi 37:20 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
8
Genesisi 37:28
Saka vashambadziri veMidhiani vakati vasvika, madzikoma ake akabudisa Josefa kubva mutsime vakamutengesa kuvaIshumaeri namashekeri makumi maviri esirivha, ivo vakaenda naye kuIjipiti.
Genesisi 37:28 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
9
Genesisi 37:19
Vakataurirana vachiti, “Hoyo muroti uya ouya!
Genesisi 37:19 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
10
Genesisi 37:18
Asi vakamuona achiri kure, asati asvika kwavari, vakarangana kumuuraya.
Genesisi 37:18 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
11
Genesisi 37:22
Regai kuteura ropa. Mukandei mutsime iri muno mugwenga, asi regai kutambanudza maoko enyu paari.” Rubheni akareva izvozvi kuti amununure kwavari uye kuti agomudzosera kuna baba vake.
Genesisi 37:22 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
ಮುಖಪುಟ
ಬೈಬಲ್
ಯೋಜನೆಗಳು
ವೀಡಿಯೊಗಳು